MachembereJah Prayzah
(0 votos)
Machembere basa iro wee, chiiko mwanangu(chiiko)
Machembere basa mariona, basa mariona (chiiko)
Kuyai mamera basa rifambe iyi ndima iende (chiiko) x2
Ndibikirei Doro munyama upere, iri jambwa riende x4
Handina chekutenda nacho x4
Mungafa here mhai musina kunditenda nemutupo wangu, Mai zvakaoma
Mofawo here mhai musina kunditenda nemutupo wangu, Mai zvakaoma kani (amai zvakaoma)
Comparte
Machembere! con tus amigos.
Que tal te parece
Machembere de Jah Prayzah?