Letra Rirongere de Oliver Mtukudzi

Letra de Rirongere

Oliver Mtukudzi

Rirongere
Oliver Mtukudzi
(0 votos)
(Kare haagari ari kare, nhasi haarambe ari nhasi
Ramangwana rirongere)
(Kare haagari ari kare, nhasi haarambe ari nhasiRamangwana rirongere) ramangwana rirongere

Ramangwana rirongere
(Chiro nechiro chine nguva yacho) ramangwana rirongere

(Ndokusaka chisingapere) chisingaperi chinoshura
(Ndokusaka chisingapere) ramangwana rirongere
(Ndokusaka chisingapere) chisingaperi chinoshura
Ramangwana rirongere

(Kare haagari ari kare, nhasi haarambe ari nhasi
Ramangwana rirongere) ramangwana rirongere

Richinyura ramangwana rine zvaro
Parinonyura ramangwana rine zvaro
Kungonyura remangwana rine zvaro
Seri kwemadokero hapana ane ruzivo
Seri kwemadokero hakuna huchenjeri
Seri kwemadokero hapana anoziva babawe kani

Seri kwemadokero hakuna ane ruzivo

Chisingaperi chinoshura

Comparte Rirongere! con tus amigos.

Que tal te parece Rirongere de Oliver Mtukudzi?
Pesima
Mala
Regular
Buena
Excelente